Job 35:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana makarurama, muŋgamupeiko? Kana iye ucapiweiko paruʋoko rwenyu?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana wakarurama, unomupeiko iye, kana kuti anogamuchireiko kubva muruoko rwako?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chamunomuwanisa nokururama kwenyu chii? Chaanowana kwamuri chii?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana makarurama, mungamupeiko? Kana iye uchapiweiko paruoko rwenyu?
Shona 2009?
Kana makarurama, mungamupeiko? Kana iye uchapiweiko paruoko rwenyu?
Shona SUB 2002 Bible
Kana makarurama, mungamupeiko? Kana iye uchapiweiko paruoko rwenyu?