Job 35:8 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuipa kwenyu kuŋgatadzira munhu wakaita semi, Kururama kwenyu kuŋgaɓatsira mŋanakomana womunhu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuipa kwako kunongobata munhu akaita sewe, uye kururama kwako ndokwavanakomana vavanhu chete.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Uipi hwenyu hunorwadza mumwe munhu akaita semi, ururami hwenyu hunobatsira munhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuipa kwenyu kungatadzira munhu akaita semi, Kururama kwenyu kungabatsira mwanakomana womunhu.
Shona 2009?
Kuipa kwenyu kungatadzira munhu akaita semi, Kururama kwenyu kungabatsira mwanakomana womunhu.
Shona SUB 2002 Bible
Kuipa kwenyu kungatadzira munhu akaita semi, Kururama kwenyu kungabatsira mwanakomana womunhu.