Job 35:9 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanhu ʋanoridza mhere nokuɗa kwokumanikidza kwakawanda; Ʋanoridza mhere kuti ʋarwirwe paruʋoko rwounesimba.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Vanhu vanoridza mhere vari pasi pomutoro wokumanikidzwa; vanokumbira kusunungurwa kubva muruoko rwoune simba.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pamusana poudzvinyiriri kwakawanda, vanhu vanochema vanochemera rubatsiro pamusana pechisimba choruoko rwavane simba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanhu vanoridza mhere nokuda kwokumanikidza kwakawanda; Vanoridza mhere kuti varwirwe paruoko rwoane simba.
Shona 2009?
Vanhu vanoridza mhere nokuda kokumanikidza kwakawanda; Vanoridza mhere kuti varwirwe paruoko rwoane simba.
Shona SUB 2002 Bible
Vanhu vanoridza mhere nokuda kwokumanikidza kwakawanda; Vanoridza mhere kuti varwirwe paruoko rwoane simba.