Job 36:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko fuma yenyu iŋgariŋgana, kuti murege kutambudzika here, Ʋuye simba renyu rose‐rose here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, pfuma yenyu kana kushingaira kwesimba renyu kungakutsigirai kuti murege kutambudzika here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Hazvina chimuko kuti mukumbire rubatsiro. Simba renyu rose harikwanisi kukubatsirai zvino.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko pfuma yenyu ingaringana, kuti murege kutambudzika here, Uye simba renyu rose-rose here?
Shona 2009?
Ko fuma yenyu ingaringana, kuti murege kutambudzika here, Uye simba renyu rose-rose here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko pfuma yenyu ingaringana, kuti murege kutambudzika here, Uye simba renyu rose–rose here?