Job 36:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Musashuʋa ʋusiku, Paŋguʋa iyo ndudzi dzaʋanhu dzinobviswa panɀimbo yadzo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Regai kushuva usiku, kuti mukwekweredzere vanhu kure nemisha yavo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musasuwire kuti usiku husvike nguva inotsakatiswa marudzi avanhu kubva mumisha yavo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Musashuva husiku, Panguva iyo ndudzi dzavanhu dzinobviswa panzvimbo yadzo.
Shona 2009?
Musashuva usiku apo ndudzi dzinobviswa panzvimbo yadzo.
Shona SUB 2002 Bible
Musashuva usiku, Panguva iyo ndudzi dzavanhu dzinobviswa panzvimbo yadzo.