Job 36:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakamuraira nzira yake? Kana ndianiko uŋgati: Makaita ɀisina‐kururama here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko akamurayira nzira dzake, kana kuti kwaari, ‘Makanganisa imi?’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani akamutaurira maitiro aangaite. Ndiani angati kwaari wakatadza?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko akamuraira nzira yake? Kana ndianiko angati, ‘Makaita zvisina kururama here?’
Shona 2009?
Ndianiko akamuraira nzira yake? Kana ndianiko angati, `Makaita zvisina kururama here?'
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko akamuraira nzira yake? Kana ndianiko angati, ‘Makaita zvisina kururama here?’