Job 36:29 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko kunomunhu uŋganzwisisa kudadanurwa kwamakore, Nokutinhira kwetente rake here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko anganzwisisa kuparadzira kwaanoita makore, namatinhiriro aanoita ari mumba make?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane munhu anganzwisise here kupararira kunoita makore uye kuti munotinhira sei mukazumba kake ikako?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko kuno munhu anganzwisisa kudadanurwa kwamakore, Nokutinhira kwetende rake here?
Shona 2009?
Ko kuno munhu anganzwisisa kudhadhanurwa kwamakore, Nokutinhira kwetende rake here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko kuno munhu anganzwisisa kudadanurwa kwamakore, Nokutinhira kwetende rake here?