Job 37:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rinotendeʋudzwa nokufambisa kwake, Kuti ɀiite ɀose ɀaanoɀiraira Panyika inogarwa naʋanhu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anoafambisa sezvaanoda pamusoro penyika yose, kuti aite zvose zvaanoarayira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makore anopidiguka-pidiguka achipishinuka kuenda nerimwe divi achitungamirirwa naMwari kuitira kuti aite zvose zvaanenge ati aite pasi pasi panogara vanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rinotendeudzwa nokufambisa kwake, Kuti zviite zvose zvaanozviraira Panyika inogarwa navanhu;
Shona 2009?
Rinotendeudzwa nokufambisa kwake, Kuti zviite zvose zvaanozviraira Panyika inogarwa navanhu;
Shona SUB 2002 Bible
Rinotendeudzwa nokufambisa kwake, Kuti zviite zvose zvaanozviraira Panyika inogarwa navanhu;