Job 37:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unoituma kuti ɀimŋe iʋe shamhu, ɀimŋe ifadze nyika yake, Ɀimŋe iratidze tsitsi yake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Anouyisa makore kuzoranga vanhu, kana kuzodiridza nyika yake uye kuti aratidze rudo rwake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anoita kuti zviitike kunyika yake, iri shamhu kana mwoyochena wake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anoituma kuti zvimwe ive shamhu, zvimwe ifadze nyika yake, zvimwe iratidze tsitsi yake.
Shona 2009?
Anoituma kuti zvimwe ive shamhu, zvimwe ifadze nyika yake, zvimwe iratidze tsitsi yake.
Shona SUB 2002 Bible
Anoituma kuti zvimwe ive shamhu, zvimwe ifadze nyika yake, zvimwe iratidze tsitsi yake.