Job 37:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tererai shoko iri, nhasi Jobo; Cimbomirai muraŋgarire maɓasa anoshamisa aMŋari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Teerera izvi, Jobho, imbomira ugorangarira zvishamiso zvaMwari.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Teerera unzwe iwe Jobhu. Dai ukamboti mirei urangarire mabasa aMwari anoshamisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Teererai shoko iri, nhasi Jobho; Chimbomirai murangarire mabasa anoshamisa aMwari.
Shona 2009?
Teererai shoko iri, nhasi Jobho; Chimbomirai murangarire mabasa anoshamisa aMwari.
Shona SUB 2002 Bible
Teererai shoko iri, nhasi Jobho; Chimbomirai murangarire mabasa anoshamisa aMwari.