Job 37:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Munoziʋa maturikirwe amakore here, Namaɓasa anoshamisa aiye wakakwana paziʋo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unoziva maturikirwo akaitwa makore here, izvo zvishamiso zvaiye akakwana muruzivo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unoziva here kuti makore anoyangarara sei mudenga umu, basa roruzivo ruzere rwaMwari.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Munoziva maturikirwo amakore here, Namabasa anoshamisa aiye akwana pazivo here?
Shona 2009?
Munoziva maturikirwo amakore here, Namabasa anoshamisa aiye akakwana pazivo here?
Shona SUB 2002 Bible
Munoziva maturikirwo amakore here, Namabasa anoshamisa aiye akwana pazivo here?