Job 37:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tidzidzisei ɀatiŋgareʋa kwaari; Nokuti hatigoni kunyatso‐reʋa nemhaka yerima.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Tiudzei zvatingareva kwaari; hatigoni kureva mhaka yedu nokuda kwerima redu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chitiudza zvokumutaurira, hapana chatinokwanisa kuronga nokuda kwerima ratiri.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tidzidzisei zvatingareva kwaari; Nokuti hatigoni kunyatsoreva nemhaka yerima.
Shona 2009?
Tidzidzisei zvatingareva kwaari; Nokuti hatigoni kunyatsoreva nemhaka yerima.
Shona SUB 2002 Bible
Tidzidzisei zvatingareva kwaari; Nokuti hatigoni kunyatsoreva nemhaka yerima.