Job 37:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tererai kutinhira kwenzwi rake, Nokuwuŋga kunobva pamuromo wake.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Teererai! Teererai kutinhira kwenzwi rake, nokuunga kunobva pamuromo wake.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Dotererai munzwe kutinhira kwezwi rake, maungira anobva mumuromo wake,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tererai kutinhira kwezwi rake, Nokuwunga kunobva pamuromo wake.
Shona 2009?
Teererai kutinhira kwenzwi rake, Nokuwunga kunobva pamuromo wake.
Shona SUB 2002 Bible
Teererai kutinhira kwezwi rake, Nokuwunga kunobva pamuromo wake.