Job 37:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko iye unofanira kuʋudzwa kuti ndinoɗa kutaura here? Kana ndianiko munhu unoɗa kumedzwa?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, anofanira kuudzwa kuti ndinoda kutaura here? Ko, pano munhu angakumbira kumedzwa here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvandinotaura handiti zvinosvitswa kwaari, kungatova kuzvitsvagira kuparadzwa ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko iye anofanira kuudzwa kuti ndinoda kutaura here? Kana ndianiko munhu anoda kumedzwa?
Shona 2009?
Ko iye anofanira kuudzwa kuti ndinoda kutaura here? Kana ndianiko munhu anoda kumedzwa?
Shona SUB 2002 Bible
Ko iye anofanira kuudzwa kuti ndinoda kutaura here? Kana ndianiko munhu anoda kumedzwa?