Job 37:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ʋanhu haʋagoni kutarira ciedza cinopenya kuɗeŋga; Asi mhepo icapfuʋura, ndokurinatsa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino hakuna munhu angatarira kuzuva, nokuvhenekera kwaro riri mumatenga, mushure mokunge mhepo yaachenesa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pane nguva dzokuti cheidza chinenge chisingaoneki chakadzivirirwa namakore kusvikira mhepo yapfuura ichiabvisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino vanhu havagoni kutarira chiedza chinopenya kudenga; Asi mhepo ichapfuura, ndokurinatsa.
Shona 2009?
Zvino vanhu havagoni kutarira chiedza chinopenya kudenga; Asi mhepo ichapfuura, ndokurinatsa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino vanhu havagoni kutarira chiedza chinopenya kudenga; Asi mhepo ichapfuura, ndokurinatsa.