Job 37:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ari Wamasimba‐ose, hatigoni kumunzwisisa; unesimba guru‐guru; Haaŋgatambudzi pakutoŋga nokururama kukuru.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Wamasimba Ose haanzwisisiki uye anokudzwa nesimba; iye haamanikidzi nokuda kwokururamisira uye nokururama kwake kukuru.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samasimba, asingabatiki, ari pamusorosoro apo nesimba aine ruenzaniso, noururami hwakawanda asina waanokanganisira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ari waMasimbaose, hatigoni kumunzwisisa; ane simba guru-guru; Haangatambudzi pakutonga nokururama kukuru.
Shona 2009?
Kana ari waMasimbaose, hatigoni kumunzwisisa; ane simba guru-guru; Haangatambudzi pakutonga nokururama kukuru.
Shona SUB 2002 Bible
Kana ari waMasimbaose, hatigoni kumunzwisisa; ane simba guru–guru; Haangatambudzi pakutonga nokururama kukuru.