Job 37:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Unodziʋisa ruʋoko rwomunhu mumŋe nomumŋe, Kuti ʋanhu ʋose ʋaakaita ʋamuziʋe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kuitira kuti vanhu vose vaakasika vazive basa rake, iye anoita kuti munhu mumwe nomumwe ambomira kushanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Anombomisa vanhu mabasa amaoko avo kuitira kuti munhu wose azive mabasa ake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Anodzivisa ruoko rwomunhu mumwe nomumwe, Kuti vanhu vose vaakaita vamuzive.
Shona 2009?
Anodzivisa ruoko rwomunhu mumwe nomumwe, Kuti vanhu vose vaakaita vamuzive.
Shona SUB 2002 Bible
Anodzivisa ruoko rwomunhu mumwe nomumwe, Kuti vanhu vose vaakaita vamuzive.