Job 38:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikati: Uŋgaȿikira pano, asi hauŋgapfuʋuri; Mafuŋgu ako, anoɀikudza, acadziʋirirwa pano?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
pandakati, ‘Apa ndipo paunosvika uye haungapfuuri; pano ndipo panoguma kuzvikudza kwamafungu ako’?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndikati, ‘Apa ndipo paunogumira kwete kupfuura ipapa uye kuti masaisai ako anozvitutumadza ndipo paanomirira.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikati, ‘Ungasvikira pano, asi haungapfuvuri; Mafungu ako, anozvikudza, achadzivirirwa pano?’
Shona 2009?
Ndikati, `Ungasvikira pano, asi haungapfuvuri; Mafungu ako, anozvikudza, achadzivirirwa pano?'
Shona SUB 2002 Bible
Ndikati, ‘Ungasvikira pano, asi haungapfuvuri; Mafungu ako, anozvikudza, achadzivirirwa pano?’