Job 38:12 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe wakatoŋgoraira maŋgwanani kubva pakutaŋga kwamazuʋa ako here, Ukaratidza mambakwedza nɀimbo yawo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Wakambopa mutemo kumangwanani here, kana kuratidza mambakwedza nzvimbo yawo,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Wati wamboti mangwanani avepo here kubvira nokubvira kwoupenyu hwako nokupa mambakwedza chinzvimbo chawo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe wakatongoraira mangwanani kubva pakutanga kwamazuva ako here, Ukaratidza mambakwedza nzvimbo yawo here?
Shona 2009?
Iwe wakatongoraira mangwanani kubva pakutanga kwamazuva ako here, Ukaratidza mambakwedza nzvimbo yawo here?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe wakatongoraira mangwanani kubva pakutanga kwamazuva ako here, Ukaratidza mambakwedza nzvimbo yawo here?