Job 38:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinoshanduka sevu kana ricitsikwa necisimbiso, Ɀinhu ɀose ɀiciʋonekwa sapaŋguʋo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nyika inoumbika sevhu pasi pechisimbiso; mamiriro ayo anoita senguo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
achiasandura kuva matsvuku sekutsvukisa kunoita chidhindo pamunyakwe ichipindurwa ruvara sehanzu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinoshanduka sevhu kana richitsikwa nechisimbiso, Zvinhu zvose zvichionekwa sapanguo.
Shona 2009?
Zvinoshanduka sevhu kana richitsikwa nechisimbiso, Zvinhu zvose zvichionekwa sapanguvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinoshanduka sevhu kana richitsikwa nechisimbiso, Zvinhu zvose zvichionekwa sapanguo.