Job 38:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe wakatoŋgopinda pamatsime eguŋgwa here? Kana wakatoŋgofamba pakadzikadzika pasi here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Wakamboshanyira zvitubu zvegungwa here, kana kufamba kwakanyarara kwokwakadzika?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Wati wambopinda here muzvisipiti zvegungwa, kana kufambawo zvako muhwenje hwakadzama?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe wakatongopinda pamatsime egungwa here? Kana wakatongofamba pakadzikadzika pasi here?
Shona 2009?
Iwe wakatongopinda pamatsime egungwa here? Kana wakatongofamba pakadzikadzika pasi here?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe wakatongopinda pamatsime egungwa here? Kana wakatongofamba pakadzikadzika pasi here?