Job 38:17 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Masuʋo orufu akatoŋgokuzarurirwa here? Kana wakatoŋgoʋona masuʋo omumvuri worufu here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, masuo orufu wakamboaratidzwa here? Wakamboona masuo omumvuri worufu here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wati wambozarurirwa here misuo yorufu kana kuona makonhi okurima rakati ndoo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Masuo orufu akatongokuzarurirwa here? Kana wakatongoona masuo omumvuri worufu here?
Shona 2009?
Masuo orufu akatongokuzarurirwa here? Kana wakatongoona masuo omumvuri worufu here?
Shona SUB 2002 Bible
Masuwo orufu akatongokuzarurirwa here? Kana wakatongoona masuwo omumvuri worufu here?