Job 38:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzira iripiko inoenda kunogara ciedza, Kana riri rima, nɀimbo yaro iripiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ko, nzira inoenda kunogara chiedza ndeipi? Ko, rima rinogarepi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Nzira inoenda kumusha wechiedza ndeipi nokunogara rima ndokupi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzira iripiko inoenda kunogara chiedza, Kana riri rima, nzvimbo yaro iripiko?
Shona 2009?
Nzira iripiko inoenda kunogara chiedza, Kana riri rima, nzvimbo yaro iripiko?
Shona SUB 2002 Bible
Nzira iripiko inoenda kunogara chiedza, Kana riri rima, nzvimbo yaro iripiko?