Job 38:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti undoɀiisa kumiganho yaɀo, Ʋuye kuti uziʋe nzira dzinoenda kumusha waɀo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungagona kuzviisa kunzvimbo yazvo here? Unoziva nzira inoenda kwazvinogara here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Waigonaka kutondozviisa kunzvimbo yazvo, unozivaka iwe nzira yokumusha kwazvo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti undozviisa kumiganho yazvo, Uye kuti uzive nzira dzinoenda kumusha wazvo here?
Shona 2009?
Kuti undozviisa kumiganho yazvo, Uye kuti uzive nzira dzinoenda kumusha wazvo here?
Shona SUB 2002 Bible
Kuti undozviisa kumiganhu yazvo, Uye kuti uzive nzira dzinoenda kumusha wazvo here?