Job 38:21 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Uneŋge unoziʋa hako, nokuti wakaŋga wakaɀarwa paŋguʋa iyo! Mazuʋa ako aneŋge akawanda kwaɀo!
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvirokwazvo iwe unoziva, nokuti wakangova waberekwa? Wararama kwamakore mazhinji kwazvo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unoziva iwe nokuti ipapo wakanga watoberekwa, nokuti nguva youpenyu hwako yakareba.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Unenge unoziva hako, nokuti wakanga wakazvarwa panguva iyo! Mazuva ako anenge akawanda kwazvo!
Shona 2009?
Unenge unoziva hako, nokuti wakanga wakazvarwa panguva iyo! Mazuva ako anenge akawanda kwazvo!
Shona SUB 2002 Bible
Unenge unoziva hako, nokuti wakanga wakazvarwa panguva iyo! Mazuva ako anenge akawanda kwazvo!