Job 38:27 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kuti ivu rakasiyiwa nerakaparadzwa rigutswe; Ʋuye ɓumhudza rimereswe here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kugutsa nyika yakaparadzwa nokuita kuti imere uswa?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achinyorovesa renje zvaro rakaoma achiita kuti ivhu rimere uswa
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kuti ivhu rakasiyiwa nerakaparadzwa rigutswe; Uye bumhudza rimereswe here?
Shona 2009?
Kuti ivhu rakasiyiwa nerakaparadzwa rigutswe; Uye bumhudza rimereswe here?
Shona SUB 2002 Bible
Kuti ivhu rakasiyiwa nerakaparadzwa rigutswe; Uye bumhudza rimereswe here?