Job 38:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ciɀisuŋga ciʋuno cako ɀino somurume; Nokuti ndicakubvunzisisa, iwe undiɗudzire.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chizvisunga somurume; ini ndichakubvunza, uye iwe uchandipindura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
chipfeka zvino uite somurume ndikubvunze, iwe unditaurire.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chizvisunga chiuno chako zvino somurume; Nokuti ndichakubvunzisisa, iwe undidudzire.
Shona 2009?
Chizvisunga chiuno chako zvino somurume; Nokuti ndichakubvunzisisa, iwe undidudzire.
Shona SUB 2002 Bible
Chizvisunga chiuno chako zvino somurume; Nokuti ndichakubvunzisisa, iwe undidudzire.