Job 38:31 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ko iwe uŋgasuŋga sumbu reCinyamutanhatu, Kana kusunuŋgura ɀisuŋgo ɀeOrioni here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ungagona kusunga nyeredzi dzechimutanhatu here? Iwe ungasunungura mabote eOrioni here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Unogona here iwe kusunga tambo dzenyenyedzi dzechinyamutanhatu, kana kusunungura tambo dzenyenyedzi dzechinyamutatu?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ko iwe ungasunga sumbu reChinyamutanhatu, Kana kusunungura zvisungo zveOrionhi here?
Shona 2009?
Ko iwe ungasunga sumbu reChinyamutanhatu, Kana kusunungura zvisungo zveOrionhi here?
Shona SUB 2002 Bible
Ko iwe ungasunga sumbu reChinyamutanhatu, Kana kusunungura zvisungo zveOrionhi here?