Job 38:32 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe uŋgaɓuɗisa Mazaroti paŋguʋa yawo here? Kana uŋgagona kufambisa Arkturo naʋanakomana ʋayo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungabudisa mapoka enyeredzi panguva yadzo here, kana kutungamirira Akuturo navana vayo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unogona here kutungamirira boka renyenyedzi nemakwara aro? Ungatungamirire hweva navana vayo here?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe ungabudisa Mazaroti panguva yawo here? Kana ungagona kufambisa Arikituro navanakomana vayo here?
Shona 2009?
Iwe ungabudisa Mazaroti panguva yawo here? Kana ungagona kufambisa Arikituro navanakomana vayo here?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe ungabudisa Mazaroti panguva yawo here? Kana ungagona kufambisa Arikituro navanakomana vayo here?