Job 38:35 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe uŋgagona kutuma mheni, kuti dzifambe, Dziciti kwauri: Tiri pano, here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ko, iwe unotuma mheni panzira yayo here? Ko, zvinodzoka kuzokuzivisa iwe here kuti isu tiri pano?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Unogona here kutumira mheni kuti dziende, idzo dzichiti tiri pano?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe ungagona kutuma mheni, kuti dzifambe, Dzichiti kwauri, ‘Tiri pano,’ here?
Shona 2009?
Iwe ungagona kutuma mheni, kuti dzifambe, Dzichiti kwauri, `Tiri pano,' here?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe ungagona kutuma mheni, kuti dzifambe, Dzichiti kwauri, ‘Tiri pano,’ here?