Job 38:36 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakaisa ʋucenjeri mukati mamakore matema? Kana ndianiko wakapa nyeredzi njere?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko akaisa uchenjeri mumwoyo, kana kupa kunzwisisa kundangariro?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani akaisa ungwaru mumakore kana kupa kunzwisisa kumhute?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko akaisa uchenjeri mukati mamakore matema? Kana ndianiko akapa nyeredzi njere?
Shona 2009?
Ndianiko akaisa uchenjeri mukati mamakore matema? Kana ndianiko akapa nyeredzi njere?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko akaisa uchenjeri mukati mamakore matema? Kana ndianiko akapa nyenyedzi njere?