Job 38:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe wakaŋga uripiko paŋguʋa yandakateya nheyo dzenyika? Ciɗudzira, kana uneziʋo iwe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Iwe wakanga uripi pandakaisa nheyo dzenyika? Ndiudze, kana uchinzwisisa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Wakanga uri kupi iwe pandaidzika ugaro hwenyika? Taura zvako kana uchinzwisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe wakanga uripiko panguva yandakateya nheyo dzenyika? Chidudzira, kana une zivo iwe.
Shona 2009?
Iwe wakanga uripiko panguva yandakateya nheyo dzenyika? Chidudzira, kana une zivo iwe.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe wakanga uripiko panguva yandakateya nheyo dzenyika? Chidudzira, kana une zivo iwe.