Job 38:40 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana idzo dzicitsiʋama panɀimba dzadzo, Nokurambira pakaʋanda dziciʋandira here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana dzichitsivama mumapako adzo kana dzakavandira mudenhere?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Padzinoti hwatata mumapako adzo kana padzinovanda muuswa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana idzo dzichitsiyama panzvimbo dzadzo, Nokurambira pakavanda dzichivandira here?
Shona 2009?
Kana idzo dzichitsivama panzvimbo dzadzo, Nokurambira pakavanda dzichivandira here?
Shona SUB 2002 Bible
Kana idzo dzichitsiyama panzvimbo dzadzo, Nokurambira pakavanda dzichivandira here?