Job 38:41 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko unogadzirira guŋguʋu ɀokudya ɀaro, Kana ʋana ʋaro ʋacicema kunaMŋari, Ʋacidzuŋgaira pose‐pose ʋacishaiwa ɀokudya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko anopa gunguo zvokudya kana vana varo vachichema kuna Mwari, uye vachidzungaira pose pose nokushayiwa zvokudya?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani anopa rukodzi nyama vana varwo pavanochemera kuna Mwari vachidzungaira pamusana pokushaya chokudya?”
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko anogadzirira gunguo zvokudya zvaro, Kana vana varo vachichema kuna Mwari, Uchidzungaira pose-pose vachishaiwa zvokudya.
Shona 2009?
Ndianiko anogadzirira gunguvo zvokudya zvaro,
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko anogadzirira gunguo zvokudya zvaro, Kana vana varo vachichema kuna Mwari, Uchidzungaira pose pose vachishaiwa zvokudya.