Job 38:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakatara kukura kwayo, kana uciɀiziʋa? Kana ndianiko wakaiyera norwonzi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndianiko akatara miganhu yacho? Zvirokwazvo unozviziva! Ndianiko akaiyera nerwodzi?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndiani akaisa miganhu yayo nokuti unozivaka iwe? Kana kuti ndiani akaiera netambo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko akatara kukura kwayo, kana uchizviziva? Kana ndianiko akaiyera norwonzi?
Shona 2009?
Ndianiko akatara kukura kwayo, kana uchizviziva? Kana ndianiko akaiyera norwonzi?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko akatara kukura kwayo, kana uchizviziva? Kana ndianiko akaiyera netambo?