Job 38:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Paŋguʋa yakaimba nyeredzi dzamambakwedza pamawa, Ʋuye ʋanakomana ʋose ʋaMŋari ʋacipururudza nomufaro?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
panguva yaiimba nyeredzi dzamangwanani pamwe chete, uye vatumwa vose vachipembera nomufaro?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyenyedzi dzemambakwedza padzakaimba pamwechete vana vaMwari pavakapururudza norufaro?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Panguva yakaimba nyeredzi dzamambakwedza pamawa, Uye vanakomana vose vaMwari vachipururudza nomufaro?
Shona 2009?
Panguva yakaimba nyeredzi dzamambakwedza pamawa, Uye vanakomana vose vaMwari vachipururudza nomufaro?
Shona SUB 2002 Bible
Panguva yakaimba nyenyedzi dzamambakwedza pamawa, Uye vanakomana vose vaMwari vachipururudza nomufaro?