Job 38:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana ndianiko wakadziʋira guŋgwa nemikoʋa, Paŋguʋa yokudzutuka kwaro, riciɓuɗa paciɀaro;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndianiko akapfigira gungwa mikova parakatsemuka richibva muchizvaro,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndiani akazarira gungwa nemakonhi, parakanga richangobva mukuberekwa?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana ndianiko wakadzivira gungwa nemikova, Panguva yokudzutuka kwaro, richibuda pachizvaro;
Shona 2009?
Kana ndianiko wakadzivira gungwa nemikova, Panguva yokudzutuka kwaro, richibuda pachizvaro;
Shona SUB 2002 Bible
Kana ndianiko wakadzivira gungwa nemikova, Panguva yokudzutuka kwaro, richibuda pachizvaro;