Job 39:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti inosiya mazai ayo pasi pavu, Inoadziyisa muguruʋa,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inokandira mazai ayo muvhu ndokuarega achidziyirwa mujecha,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inosia mazai ayo pasi kuti adziiswe pavhu,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti inosiya mazai ayo pasi pavhu, Inoadziyisa muguruva,
Shona 2009?
Nokuti inosiya mazai ayo pasi pavhu, Inowadziyisa muguruva,
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti inosiya mazai ayo pasi pavhu, Inoadziyisa muguruva,