Job 39:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Icikaŋganwa kuti aŋgapxanyiwa netsoka dzaʋanhu, Kana kuti aŋgatsikwa neɀikara.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
isina hanya kuti rutsoka rungaapwanya, kuti mhuka dzesango dzingaatsika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ichikanganwa kuti rutsoka rungaapwanya, mhuka dzesango dzingaatsokodzere.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ichikanganwa kuti angapwanyiwa netsoka dzavanhu, Kana kuti angatsikwa nezvikara.
Shona 2009?
Ichikangamwa kuti angapwanyiwa netsoka dzavanhu, Kana kuti angatsikwa nezvikara.
Shona SUB 2002 Bible
Ichikanganwa kuti angapwanyiwa netsoka dzavanhu, Kana kuti angatsikwa nezvikara.