Job 39:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Inoʋaŋgararira ʋana ʋayo saʋaneŋge ʋasati ʋari ʋayo; Kunyaŋge yakatambudzikira pasina, hainehanya;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inobata vana vayo noukasha, kunge vasati vari vayo; haina hanya kuti yakatambudzika pasina,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inobata vana vayo zvino utsinye sokunge vasiri vana vayo kunyange zvichizoita kuti basa rayo rive risina chimuko asi haityi,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Inovangararira vana vayo savanenge vasati vari vayo; Kunyange yakatambudzikira pasina, haine hanya;
Shona 2009?
Inovangararira vana vayo savanenge vasati vari vayo; Kunyange yakatambudzikira pasina, haine hanya;
Shona SUB 2002 Bible
Inovangararira vana vayo savanenge vasati vari vayo; Kunyangwe yakatambudzikira pasina, haine hanya;