Job 39:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti Mŋari wakaitorera ʋucenjeri, Haana‐kuipa njere.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti Mwari haana kuisa njere mairi kana kuipa mugove wepfungwa dzakanaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti Mwari akainyima ungwaru, akarega kuipa mugove wokunzwisisa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti Mwari wakaitorera huchenjeri, Haana kuipa njere.
Shona 2009?
Nokuti Mwari wakaitorera huchenjeri, Haana kuipa njere.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti Mwari wakaitorera huchenjeri, Haana kuipa njere.