Job 39:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe uŋgagona kuʋereŋga mŋedzi yokutora kwadzo mazamu here? Kana iwe unoziʋa ŋguʋa yadzinoɓereka nayo here?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Unoverenga mwedzi kusvikira dzabereka here? Unoziva nguva yadzinobereka here?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Wati wamboverenga here mwedzi yadzinotora? Unoziva here nguva yadzinozobereka,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe ungagona kuverenga mwedzi yokutora kwadzo mazamu here? Kana iwe unoziva nguva yadzinobereka nayo here?
Shona 2009?
Iwe ungagona kuverenga mwedzi yokutora kwadzo mazamu here? Kana iwe unoziva nguva yadzinobereka nayo here?
Shona SUB 2002 Bible
Iwe ungagona kuverenga mwedzi yokutora kwadzo mazamu here? Kana iwe unoziva nguva yadzinobereka nayo here?