Job 39:22 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rinoseka kutya, harivunduswi; Haridzoki kana riciʋona munondo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Rinoseka kutya, harina charinotya; haritizi munondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kutya rinokuseka, uye harivhunduki. Haridzokeri shure nokutya bakatwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rinoseka kutya, harivhunduswi; Haridzoki kana richiona munondo.
Shona 2009?
Rinoseka kutya, harivhunduswi; Haridzoki kana richiona munondo.
Shona SUB 2002 Bible
Rinoseka kutya, harivhunduswi; Haridzoki kana richiona munondo.