Job 39:23 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Goɓa rinorira pamsoro paro, Ʋuye pfumo neɓakatwa ɀinopenya.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Gaba rinorira naparutivi paro, pamwe chete nepfumo rinovaima uye bakatwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Goba remiseve rinongwerengwedza kumusana kwaro. Pamwechete nepfumo rinopenya nepfumo diki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Goba rinorira pamusoro paro, Uye pfumo nebakatwa zvinopenya.
Shona 2009?
Goba rinorira pamusoro paro, Uye pfumo nebakatwa zvinopenya.
Shona SUB 2002 Bible
Goba rinorira pamusoro paro, Uye pfumo nebakatwa zvinopenya.