Job 39:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rinopedza pasi nokutsamŋa nehasha; Harimiri kana ricinzwa inzwi rehwamanda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Neshungu rinodya ivhu; harigoni kumira rakadzikama kana richinzwa kurira kwehwamanda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rinozuzuma namanyawi rigopedza pasi, harimiri kana hwamanda yarira.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rinopedza pasi nokutsamwa nehasha; Harimiri kana richinzwa inzwi rehwamanda.
Shona 2009?
Rinopedza pasi nokutsamwa nehasha; Harimiri kana richinzwa. inzwi rehwamanda.' '
Shona SUB 2002 Bible
Rinopedza pasi nokutsamwa nehasha; Harimiri kana richinzwa izwi rehwamanda.