Job 39:25 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ŋguʋa ipi neipi kana hwamanda icirira, rinoti: Hekani! Rinofembedza kurwa kana kuciri kure, Nokutinhira kwamacinda, neɓope.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakurira kwehwamanda rinopfeza, roti, ‘Hekani!’ Iro rinofembedza hwema hwehondo ichiri kure, kudanidzira kwavakuru vehondo uye mheremhere yehondo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Panorira hwamanda harizobatiki ari kure anonzwa hondo kunhuhwa, kuriridza nokuzhamba nokukaradza kwavatungamiri vehondo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nguva ipi neipi kana hwamanda ichirira, rinoti, ‘Hekani!’ Rinofembedza kurwa kana kuchiri kure, Nokutinhira kwamachinda, nebope.
Shona 2009?
Nguva ipi neipi kana hwamanda ichirira, rinoti, `Hekani!' Rinofembedza kurwa kana kuchiri kure, kutinhira kwamachinda, nebope.
Shona SUB 2002 Bible
Nguva ipi neipi kana hwamanda ichirira, rinoti, ‘Hekani!’ Rinofembedza kurwa kana kuchiri kure, Nokutinhira kwamachinda, nebope.