Job 39:5 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndianiko wakaregedza mbizi isinakusuŋgwa? Kana ndianiko wakasunuŋgura ɀisuŋgo ɀembizi?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Ndianiko akaregedza mbizi ichienda? Ndianiko akasunungura tambo dzayo?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Ndiani akapa dhongi romusango rusununguko rwarinarwo? Ndiani akasunungura makashu embizi?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndianiko akaregedza mbizi isina kusungwa? Kana ndianiko akasunungura zvisungo zvembizi?
Shona 2009?
Ndianiko akaregedza mbizi isina kusungwa? Kana ndianiko akasunungura zvisungo zvembizi?
Shona SUB 2002 Bible
Ndianiko akaregedza mbizi isina kusungwa? Kana ndianiko akasunungura zvisungo zvembizi?