Job 39:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nyika yamakomo ndiwo mafuro ayo, Inotȿaka mashizha ose matema.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Inoita zvikomo mafuro ayo uye inotsvaka zvinhu zvose zvinenge zviri zvinyoro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Makomo arinombeya nawo ndiwo ufuro hwaro richitsvaka chose chinomera chinyoro.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nyika yamakomo ndiwo mafuro ayo, Inotsvaka mashizha ose matema.
Shona 2009?
Nyika yamakomo ndiwo mafuro ayo, Inotsvaka mashizha ose matema.
Shona SUB 2002 Bible
Nyika yamakomo ndiwo mafuro ayo, Inotsvaka mashizha ose matema.