Job 4:18 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Tarirai, haatendi ʋaranda ʋake; Ʋatumŋa ʋake unoʋapa mhaka aciti mapenzi;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana Mwari akasavimba navaranda vake, kana akakanganisa kutonga vatumwa vake,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Haavimbi kunyange nevaranda vake kunyange vatumwa anovabata nemhosva.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Tarirai, haatendi varanda vake; Vatumwa vake anovapa mhaka achiti mapenzi;
Shona 2009?
Tarirai, haatendi varanda vake; Vatumwa vake anovapa mhaka achiti mapenzi;
Shona SUB 2002 Bible
Tarirai, haatendi varanda vake; Vatumwa vake anovapa mhaka achiti mapenzi;