Job 4:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋanoparadzwa pakati pamaŋgwanani namaɗekwana; Ʋanoparara nokusiŋgaperi, pasinomunhu unehanya naɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Dzinoputsanyiwa pakati pamambakwedza namadekwana; dzinoparara dzisingazoonekwi nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Pakati pamangwanani namanheru vanoparadzwa, vanotsakatika pasina anombozviona.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Vanoparadzwa pakati pamagwanani namadekwana; Vanoparara nokusingaperi, pasina munhu ane hanya nazvo.
Shona 2009?
Vanoparadzwa pakati pamagwanani namadekwana; Vanoparara nokusingaperi, pasina munhu ane hanya nazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Vanoparadzwa pakati pamagwanani namadekwana; Vanoparara nokusingaperi, pasina munhu ane hanya nazvo.